Usavata nomunhu wausina kunotesitiwa naye ukaona mma RESULTS ake Usavata nomunhu wawakambovata naye kare ndokubva mamboparadzana eee pc mukasazotesitiwazve mese Usavata eee pc nomunhu waunoti kakaita mimba unoziva kuti haumudi. Usavata nomunhu anosvodesa kutaridza hama dzako kana shamwari dzako. Zvigwere eee pc zviri kuvanhu vemabato ese, vatete, vakobvu, vane mari, vasina mari, vanopinda chechi, vasingaindi chechi, vanogeza, vasingagezi, vatsuku, vatema, vese vese vanokwanisa kuva nezvigwere. Usaona akakora wofunga kuti haana HIV. Kana kuona akachekwa ganda rechombo wofunga kuti haana HIV. Hakuna zvakadaro. ___________________________________________________________________ Zvigwere zvechihure zvakawanda uye zvimwe zvacho zvinouraya. Zvimwe zvinogara mumuviri kwenguva yakawanda. Zvese hazvo zvinobatwa neanoda kuzvibata. hazviiti kuti ubate chigwere eee pc chechihure asingadi kuchibata. Asizve kana uri mukadzi/murume wemunhu, unokwanisa kuchibata kana murume /mukadzi wako auya nachokumba. tinozviona mumapepanhau mu Zmbabwe kuti kune vakuru eee pc vakuru munezvehondo nezvematongegwe enyika vanozonzi nevakadzi vavo vakavapa zvigwere izvi, zvimwe zvisingarapiki. Kana wazvipira kuroorana kana kungodanana nomunhu kusvika pakuvata mese, chitoona kuti nyaya yokuvatana eee pc iyi yapfumba kusvika pakusamboda kuzovata noumwezve munhu. hwisisa kuti chinonakira umwe wako chii ugogarochiita. Ukaita eee pc mimba une chigwere, unokwanisa kuzvara mwana ane chigwere kana kuremara. Hwisisazve kuti munhukadzi akamira sei pamuviri wake. uchaona kuti pamberi pake pane maburi matatu anoti tichibva kuno kumusoro kuguvhu, tinoona buri reweti rinobudisa weti ine zvarambwa nomuviri, zvinokwanisa kunge zvine majemhisi. Todzikirazve tosvika paburi rechitubu panova ndipo panopinzwa chombo nomurume. Tichazoti dzikei zve masentimita matatu chate, tonosvika paburi rokumashure rinobudisa eee pc tsvina yezvokudya inenge yarambwa nomuviri. Chimbofunga kuti buri raunoda eee pc kuti murume apinde iri riri pakati pemaburi maviri anobudisa zvinhu zvuneutachiona. Maburi ese awa ari pedo napedo zvokuti vakawanda havatomboone kuti akasiyana. Reweti nerekupinza chombo akatofukidzwa nematinji amwe chete kana ukasabhenengura hautombooni kusiyana kwawo. Tikatarisazve tinoona kuti isu vakadzi tinofarira kuvhara panhu apa zvokuti pamwe mhepo haipindipo. Kozoitazve vamwe vedu vane magaro nezviuno zvikurusa kuwedzera kupisa kwe panhu apa. Hino nokudaro utachiona hwemuviri hukahwa kupisa hwotowedzera eee pc kuita vana. Kana une muviri mukuru uchidikitira pakati pemagaro, woitazve maromo makuru epamberi ugodikitira pamberi nepanechakafukidzabhinzi, wobva wati zvese mberi neshure kunodikitira konyorovera kuchidziya, icho chitubu chinyorowo futi chiri pakati, eee pc unofunga kuti utachiona hwunoendepi. Kune vakadzi vakawanda vanoita zvigwere zvinoitiswa nokuiswa nomurume murume asina chigwere, asi kungoti pakupinza chombo opinza eee pc utachiona hwange huri pedo neburi. Kune zvigwere zvakaita se Cystitis zvaunozvipa wega nokuda kwekuiswa utachiona hwuri pedo.
Tosotizve pakupisika paya, munhu dzidza kupisikira kumashure kure nechitubu. Pane 3 cm chete pakati pemaburi maviri awa kana usina kuita mwana. eee pc Kunozoti wazvara zvoti wedzerei. ukapisika usina kuchenjera unogarozviisa utachiona husirihwo.
Koitazve vakadzi vane varume vanomboda kupinza kumashure. Kana une murume akadai kana iti iwe muridzi uchimbodawo kupinzwa kumashure, chenjere kuti musi wamunodaro usavhenganisa kuti kumashure wokumberi . kana wada zvokumashure chiita izvozvo chete, eee pc wada zvkumberi woitawo izvozvo chete. Kana wada zvokuvhenganisa, tangira mberi wopedzesira umashure. usapinza eee pc mberi chambopinda eee pc kumashura murume asina kugeza nesipo
Vanhu dzidzaiwo kutomonovata fungai kuti umwe wenyu achadawo kumbonakigwa eee pc saka mese muchatovatana. Tangai mageza. eee pc tinoziva kuti dzimwe nguva kune DROUGHT kana kutimvura yakavhagwa. Munhukadzi gara une svimvura svako muchirongo kubhedroom nechidhishi, nezvitawero. Musi unohi magetsi adzima, mvura yavhara, kukangosviba vana vanokasira kuvata, mosvikako moitei? Munomboita nyaya mongozopedzesisa maisana chete. Saka tora kadhishi udire mvura svoma ugezese murume pamberi wozozvigezesawo, mopinda mumachira makagadzrira. Wadaro kwiranai henyu sharaude.
Kana kune shawa kana bvavhu eee pc pindai mugeze mopopomedza sipo pamberi ponaka. Hwisisa kut ukajaidza murume kumubata pachombo uchimbopurudzira, anojaira kubatwa eee pc ska anozokunonokera pakudiridzira urme zvoreva kuti uchanakigwawo.
Unfortunately, in 2012 sexually transmitted diseases (STDs) have become more common in Britain than ever before. Last year, there were nearly half a million eee pc new cases of STDs reported from sex medicine clinics, with 427,000 being recorded from England alone.
Unfortunately, many people (particularly females) have no symptoms at all. Where symptoms do occur, they may include pain in passing urine and a discharge. They usually appear approximately 7 to 21 days after infection.
Gonorrhoea is caused by 
No comments:
Post a Comment