Ndaverenga pa "Sex Facts" kuti munyika ye USA kune vanhukadzi vakawanda (umwe pavanhu vana 1 in 4) vane makore anosvika 35 havazati vambopinzwa chombo muzvitubu zvavo. Isu tiri kuti kana munhu ava nemakore 35 atova mukadzi mukuru. Ndinoziva chose kuti kune vakawanda muUK vekuZimbabwe vane makore anopfuura 25 vachiri mhandara asi 35 yanyanyawo. Kuri kwedu zvave zvemushonga kana mashavi. Pane varume vaunohwa vachitaurirana nhema kuti hakuna mhandara muvanhu vane makore anopfuura 18 pavanhu vechiZimba. Wozoverengawo mamwe maReport emumanyuzipepa kate middleton dress anoti vana vechikoro vari mu Form 2 vane HIV kureva kuti vakabva umhandara hwavo. Zvese izvi hatirambi kuti zvinoitika. Asi kuti mukomana afambafamba avhivata nevasikana achivasiya achitsvaka kate middleton dress vamwe, ozoti ava nemakore makumi matatu atanga kutsvaka mhandara, pedzezvo oti mhandara hakuna, zvinoreva kuti munhu akadai irombe kate middleton dress chairo. Anofunga kuti zvaanoshanda achiwana mari zvoreva kuti vasikana vakazvichengeta vanofanira kumuda. Kana uchiri nemakore 18 ungadirei chimudhara chava nemakore 30 chausingatombozivi kuti change chiripi nguva yese iyi. Ukadanana naye mukaroorana uchaita chirikadzi kate middleton dress kwemakore akawanda chimudhara ichocho chafa chichikusiya wega nevana. Kozotizve pakuvatana, iwe inenge une upenyu mumubhedha iye akasvika 40 uwe unenge kate middleton dress uchiri 28, hazvitombobatsiri. Ndipo vanhu vanopedzisira vava nezvikomba. Munhu roogwa nomunhu wezera rako kana mudiki pauri kuti ugare wakapiwa zvinopiwa kwenguva refu. Kusiyana nemakore anoita 4 hakuna kunyanyoipa asi akazoita 5 wava kuzvipinza mudambudziko. Kana une makore makumi maviri ukatsvaka mhandara une moyo wakanaka unoiwana pasina nguva yakareba. Mhandara kate middleton dress dzechiZimba muDiaspora dzakawanda kate middleton dress chose dzimwe dzinotosvika makore anopfuura 30. Asi kuti umuwane hunge watoita zvokuindirojuswa nevanomuziva. Kana uri munhu anotsvaka mhandara mubhawa kana Night club kunopera makore gumi uchingotsvaka tozohwa woudza vanhu hakaroora mhandara kuti mhandara hakuna pavanhu vane makore anopfuura 18 vechiZimba. Regai vanotanga vapedza nyika yese vachivata navanhu vemumabhawa vozoti vachembera vode mhandara, regai vakadaro. Vanhu vakadai kate middleton dress kana sense of fairness havana. Kunohi nevanoziva, kate middleton dress ukarhoana nomurume akamborhoja vakadzi vanopfuura 6 asina konhomu, unokwanisa kuzoita cervical cancer. Iwewo unkarhojewa navarume vanopfuura 6 usingashandisi kondhomu, unokwanisa kuita cervical cancer. Kuvenganisa urume pa chibereko chako kunoitisa cancer. Saka chimudhara choku30 icho iwe uri 18, siyana nacho. Iwe kana uri mhandara zvitsvakire murume akasvinura. Kungonyengwa newawasangana naye mubhazi number kate middleton dress 26 hazvikubatsiri.
Kuno kuDiaspora takauya tisina madzitete. kate middleton dress Takatombogara senherera ndokutozoona kuti zviri nani kukumbana pamwe chete toudzana zvatinoziva tese umwe noumwe tounganidza ruzivo gwedu tosimudzirana pamusoro. Ndiko muchiona kuti pano tinotaura pachena nyaya dzese dzomumba nenyaya dzebonde. Tikaudzana nhema tinotadza kuvaka dzimba dzedu. Nyaya dzese dzinonyogwa pano dzinonyogwa kate middleton dress kana munu abvunza mubvunzo. Kana une nyaya yaunoda kuti inyogwe, bvunza mubvunzo.
Kana une mubvunzo panyaya dzekugarisana mumba wonyorera kukero inoti maichibwe@yahoo.co.uk kana kubvunza pakahi COMMENT. Musazoisawo mazita chaiwo nokuti zvokutukanisa vanhu hatidi mudzimba. MaARTICLE ese epano anobva kate middleton dress pamibvunzo yevanhu. Mubvunzo ukabvunzwa nevakawanda ndonyora nazvo pano
Rhoji = sex, kuvatana, kuisana. Vara iri rakatanga nemukomana ainzi Rhoja akamitisa vasikana vatatu ndokubva atiza oende Joni. Chitubu = Pamberi pomukadzi paanopinzwa napo chombo panosinira sechitubu kana aita zemo. Chombo: chomurume chinopinzwa pamukadzi. Bhinzi = chibhinzi chemukadzi chinoti twii kana ane zemo chinowanikwa nechapamusoro beburi reweti. Vakadzi kate middleton dress vese tinoziva pane bhinzi. varume vasina kuchenjera havana basa nebhinzi. Zemo = Kuhwa kuda rhoji mumuviri wako. Murume nemukadzi vese vanoita zemo. Bhinzi yomukadzi inomira matinji ozvimbirira, minyatso yomira, pamberi panoti nyevenyevenyeve, chitubu chonyorova. Ganda romuviri wese rowedzera kuda kubatwa. Chombo kate middleton dress chomurume chinomira. Mabhora ake okwira sooenda mudumbu. Chihure:= Murume/mukadzi anovata nomunhu waasina kuroorana naye ari kuita chihure. Chihure chinouraya. Munhu anokwanisa kuita hure kwenguva, ozoregera kana awana munhu wekuroorana naye, Asi murume kate middleton dress akamboita hure zvinomunetsa kungozova nom unhu umwe chete. Varume zvinovanetsa kurega chihure Kuchecheudza. Kuchekwa ganda rokumbero kwechombo kuti chimusoro chechombo chive pachena. KuNorth Africa Vakadzi vanochekwa kate middleton dress bhinzi yese kubvisa kate middleton dress kuti vasaita zemo zvichifungigwa kuti havazohuri. Kuchemerera: Munhukadzi kana akapinzwa chombo zvinomunetsa kungonyarara nokuda kwemanakire azvo. Anoita seari kuchema asi zviri zvinyoronyoro. Kudiridzigwa: Kana muchiisana panosvika nguva inoti murume anobudisa kate middleton dress urume hwuchipinda mukati memukadzi. Urume hurihwo hunoitisa mimba kana mukadzi akandira zai nguva iri pedo nenguva yaanopiwa urume. Mimba: pamuviri, Kubata mimba, kubata pamu
No comments:
Post a Comment