Wednesday, December 25, 2013

ABC (Abstinence, Being faithful, and especially Condoms) is the way forward. Promoting genital surge


This is a total red herring, oakley brasil totally Pointless and a waste of money and gives false hopes to foolish people. Any idiot would understand that a piece of skin sitting on a penis belonging to a faithful person would not cause him any concern at all. Promiscuity causes the spread of disease and that is not going to change whatever oakley brasil you do to your foreskin. How can a whole nation be so collectively foolish? Chii chinokonzera chigwere che HIV? Vhigwere ichi tagara nacho munyika yeZimbabwe kwemakore anopfuura makumi maviri. Pamakore ese awa  takadzidza chinhu chimwe chete pakuti chigwere chinobvepi. Chigwere chinobva pakuhura. Kana muri mumba menyu mese musingahuri, hapana anobata chigwere ichi. Hino kwakauya mapenzi akawanda munyika yedu ndokutanga kukurudzira vanhu vanoda kuhura kuti kuhura hakuna kuipa. chaunongoda kuchekwa ganda rechombo oakley brasil chete kuti usaita chigwere. Idzi inhema dziri pachena. Kwakatangira chigwere ichi, ku USA, varume veko vanochekwa ganda vese asi chigwere chakatouraya vakawanda ikoko. oakley brasil Saka kuno kwedu tave kuhi chekesai varume venyu kuti vasabata chigwere seiko? Ku Sauth Afrika ma Zulu anochekwa, kuSwazi vanochekwa, asi mukatarisa nyika idzi muchaona kuti chigwere chizere iko kungofanana nokuZimbabwe. Asi vanhu vouya kwedu voti hurai henyu asi tangai mandochekwa ganda. Kusangoda kuudza vanhu kuti regai chihure. Munhu wese anohura achatoti abate chigwere umwe musi chete. Zvokuti wakachekwa kana kuti hauna hazvina nebasa rese izvo. Chenerai mapere anouya akapfeka makanda amakwai. Unofafa wakasvinura maziso wanyepegwa kuti murume akachekwa haana chigwere. Faithfulness kumunhu umwe chete ndiwo mushonga wechigwere oakley brasil ichi chete. Hakuna chimwe chinhu. Unoti wachekwa ugobata chigwere futi, ugofa, just like asina kuchekwa oakley brasil wacho. Madhokotera ekucheka ndiwo ari kutoita oakley brasil mari nazvo chate. Ndiyo benefit yoga iripo. Apa hapana kumbosiyana nenyaya yokuti kuRhepa chimwana chidiki kunorapo AIDS. Changosiyana kunhoti hapana victim kuzhe kwemapenzi acho anoita muraini kundochekwa for absolutely nothing. What a bunch of fools we have for MPs. MaMP anoda kunochekwa oakley brasil endai henyu asi chiregai kuudza vanhu nhema kuti zvinei nechigwere ichi. Ingotaurai kuti moda publicity yemahara. Kuti musaita chigwere, regai kuhura.  Shambadzirai munyika yese kuti kubva nhasi chihure hamuchaiti nokuti chinouraya. Kubva pandakanyora nyaya iyi musi wa 24/06.2012, pakazoonekwa kuti kuswera uchicheka makanda evarume kutambisa nguva uye kungoda kudya mari yehurumende muchinyeberana oakley brasil henyu musingadi kutaura chokwadi. MuZimbabwe Imo mu Zimbabwe vakazoongorora ivo varidzi venhema vacho vakaona zvakazonyogwa apa izvi zviverengere wega. Izvi zvakanyogwa musi wa 03/06/2013, kwava kutopera gore takuudzai pano kuti vanhu vari kureva nhema. http://www.voashona.com/content/ongororo-yoratidza-kuti-vanhurume-vakachecheudzwa-vari-kubatwa-nehutachiwana-161816895/1477243.html#hash=relatedInfoContainer Wadaro chiverengazve nyaya yacho iyi.  Quotation " From a USAID report: "There appears no clear pattern of association between oakley brasil male circumcision and HIV prevalence—in 8 of 18 countries with data, HIV prevalence is lower among circumcised men, while in the remaining 10 countries it is higher." http://www.measuredhs.com/pubs/pdf/CR22/CR22.pdf
The South African National Communication Survey oakley brasil on HIV/AIDS, 2009 found that 15% of adults across age groups "believe that circumcised men do not need to use condoms". http://www.info.gov.za/issues/hiv/survey_2009.htm
The one randomized controlled trial into male-to-female transmission showed a 54% higher rate in the group where the men had been circumcised btw: http://www.thelancet.com/journals/lancet/article/PIIS0140-6736(09)60998-3/a bstract
ABC (Abstinence, Being faithful, and especially Condoms) is the way forward. Promoting genital surgery oakley brasil seems likely to cost African lives rather than save them." Kuchecheudzwa kutambisa nguva yako uye kungozvigwadzisa pasina nyaya. Ku Germany hurumende yeko  yave kuda kusunga vanhu vanochecheudza vanakomana vavo. Mu Europe mese vanasikana havabvumidzwa  kuchekwa bhinzi dzavo. Unosungwa. 
I agree with you completely. Why are the ABC's not working focus on that and improving access to treatment. The way its promoted it's a if it is a sure way of prevention but it is not. Africa continues to be the dumping ground for junk science and experimentation 6 July 2012 06:41 Eleanor Chibwe said...
Nobody is dumping stupid oakley brasil ideas on us without our consent. What we lack is objective leadership. Vamwe vanonotsvaka dhiziri mugomo, pedzezvo vosungisi n'anga yacho sokuti ndiyo ine mhosva, Vamwe vari kungomitisa zvivana zvemuraini, vamwewo vanohurirana varume/vakadzi. Nguva yokuzofunga zvine musoro ingabva kupi muvanhu vakadai. oakley brasil Ndipo uchihwa voti HIV inoitiswa neganda rechombo. Kana zvirizvo sei zvikomana zvichizvagwa zvisina HIV yacho. Kusangoda kuti CHIHURE ndinco chinokonzera HIV. 7 July 2012 08:33
Kuno kuDiaspora tak

No comments:

Post a Comment